KwaunobvaDuramazwiHhazvinei

Duramazwi

hazvinei

Zvinoreva

Kana munhu akakuti hazvinei anenge achikuudza kuti kana paine chakanganisika, hazvichina hazvo basa.

1

Kana munhu akakuti hazvinei anenge achikuudza kuti kana paine chakanganisika, hazvichina hazvo basa.

Mandituka zvenyu, bva hazvinei hazvo.

Chero ndikanyura hazvinei newe handisi hama yako " Ndakadaro ndichidhonza hwindo zvine simba richibva ravharika.

Hazvinei kuti nzwisiso yako ndeyemhando ipi unofanira kunzwisisa kuti ukwanise kupindura mibvunzo.

Mamwe mazwi ane H

H

Swipe for the next word