Duramazwi
Zvinoreva
HandiZVO.
1
HandiZVO.
Tete vakatura mafemo hazvisi zvavaitarisira kunzwa pavakanzwa MaiMhofu vachitaura zvekurwadziswa.
Zvekuti chii chaiitika pamba apa ndakati hazvisi zvangu.
Hazvisi nyore kungonyora pfupiso kubva mudetembo usina kuita gadziriro yakakwana.
Mamwe mazwi ane H
HDuramazwi
01 / 03hazvo
necessarily
VerengaSwipe for the next word