KwaunobvaDuramazwiZzvakadaro

Duramazwi

zvakadaro

nonetheless · anyway · still · yet

Zvinoreva

Iri izwi rinoshandiswa kureva kuti zvinhu zvangofamba hazvo.

1

Iri izwi rinoshandiswa kureva kuti zvinhu zvangofamba hazvo.

Zvisinei hazvo kwaibva nyaya vakakunzwa vachibva vati regai ndingopindura zvakadaro.

Ini kuti nditaure ndaitotyawo kurohwa saka ndakangosiyawo zvakadaro.

Handina zera naNatasha ini wekuti anganditaurira zvinhu zvakadaro.

Mamwe mazwi ane Z

Z

Duramazwi

01 / 03

zvakadudzirwa

interpreted

Verenga

Swipe for the next word