KwaunobvaDuramazwiZzvisinei

Duramazwi

zvisinei

anyhow · notwithstanding · though · despite · however · nevertheless · regardless

Zvinoreva

Iri ishoko rinoshandiswa kutsanangura kuti nyangwe hazvo zvinhu zvanga zvakamira zvisina kunyatsonaka zvazongofamba.

1

Iri ishoko rinoshandiswa kutsanangura kuti nyangwe hazvo zvinhu zvanga zvakamira zvisina kunyatsonaka zvazongofamba.

Vazhinji vanongobvisisa mari yechimanda zvisinei nekuti mwana wavo

Zvisinei ndakati rega ndigozoona kuti ndingaudze Lennon sei kuti timbomira kuonana.

Zvisinei ndakangozviudza kuti ndaisafanira kuzvitarisa kuti ndiri kutita ndega basa.

Mamwe mazwi ane Z

Z

Swipe for the next word