Duramazwi
verengeka
readable · legible
Duramazwi
readable · legible
Kuwanda zvakafanira.
Kuwanda zvakafanira.
Kana vanhu kana mhuka dzichinzi dzinoverengeka dzinenge dziri shoma kudarika zvinotarisirwa. Nemhosva yokuti mvura yainaya, vanhu vakauya kumusangano vaiverengeka.
Tinoda kuti tsamba iyi inyorwe nemunhu ane raitin'i yakanaka, inoverengeka.
Kana nguva ichiverengeka inenge yakareba zviri pakati nepakati.
Pava nemakore anoverengeka varoorana zvokuti vava kuzivana tsika nemaitire.
Kana munhu achinzi anoverengeka pane vamwe anenge achigona kuita chimwe chinhu zvokuti haanyadzisi.
Duramazwi
01 / 03verengera
procrastinate
VerengaSwipe for the next word