Duramazwi · zita
madhaka
muddy · mud
Duramazwi · zita
muddy · mud
Madhaka ivhu rakasangana kana kukanyana nemvura.
Madhaka ivhu rakasangana kana kukanyana nemvura.
Kunze kukanaya kunoita madhaka.
Kutsutsutidza kupushira-pushira kana kuzora-zora madhaka kana pendi pamwe panhu.
Madhaka ibasa rinenge rakanganisa kuitwa.
Manje madhaka a-
Duramazwi
01 / 03madhambitanana
Izvi zvinhu zvinoitwa nemunhu zvino-shamisa, uye zvisina musoro.
VerengaSwipe for the next word