Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mutupiri.
Kana uchidhaivha unenge uchisvetuka kuti ubate zviri kure newe. Mhuru yakanga yoda kutiza, mukomana akadhaivha ndokuibata muswe.
Mutupiri.
Kana munhu achidhaivha pakusambira, anenge achisvetukira mudenga, ozopinda mumvura nemusoro.

Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dhaivhi
Dhaivhi chidavado chekushambira nacho, chekuti munhu anosvetukira mudenga ozopinda mumvura nemusoro.
VerengaSwipe for the next word