Duramazwi · zita
Zvinoreva
Bumhe chinwiwa chinodhaka chinogadzirwa kubva pamasvusvu anoviriswa nekuiswa mupumho.
1

Bumhe idova kana kuti tumvura tunofuma twuri pauswa munguva dzemangwanani.
2

Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bumhi
Wolf
VerengaSwipe for the next word