KwaunobvaDuramazwiDdotsa

Duramazwi

dotsa

-vidza

Zvinoreva

Kudotsa zuva kutora nguva yakareba kana kuti muswere uchiita chimwe chinhu. Vasikana vakadotsa zuva vachirukana misoro yavo.

1

Kubodotsa kubika chinhu chokudya kusvika chaibvisa.

Kudotsa zuva kutora nguva yakareba kana kuti muswere uchiita chimwe chinhu. Vasikana vakadotsa zuva vachirukana misoro yavo.

Zvakafanana

-vidza

Mamwe mazwi ane D

D

Swipe for the next word