Duramazwi · zita
dota
ash
Duramazwi · zita
ash
Dota ipfumbwi yakachenuruka inosara kana zvinhu zvatsva zvikapera.
Dota ipfumbwi yakachenuruka inosara kana zvinhu zvatsva zvikapera.
Bedroom yakange yave dota rega rega.
Zita retsika iyi rinobvira pakuti paiitika tsika iyi mukwasha aifanira kuzofuma achitsvaira dota kudare ravatezvara makuseni.
Kutsvaira dota kushanya kwekutanga kwemukwasha kwavatezvara vake mushure mekubvunzira.
Duramazwi
01 / 03doti
Iri ishoko rinoshandiswa kutaura kuti nedzimwe nguva zvimwe zvinhu zvinogona kunge zvakaitika. Doti pamwe zvavasina kusvika vakaenda nekwasekuru.
VerengaSwipe for the next word