Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kudhuze.
Iri izwi rinoshandiswa kuratidza kuti zvimwe zvinhu zvinogona kuitika kana kuti zvaitika. Dhuze munhu wamaona ndiye mwana wacho wamuri kutsvaga.
Kudhuze.
Tadiwa akaswebedza hake food iya kudhuze naTadiwa apa ainge aivhura zvino.
Kutaima kuhwandira chimwe chinhu kuti usvike padhuze nacho asi usingaonekwi.
Nzvimbo inogara vanhu kunze kwemudhuze nenzvimbo yemabhizinesi yeguta.
Iri izwi rinoshandiswa kuratidza kuti zvimwe zvinhu zvinogona kuitika kana kuti zvaitika. Dhuze munhu wamaona ndiye mwana wacho wamuri kutsvaga.
Tadiwa akaswebedza hake food iya kudhuze naTadiwa apa ainge aivhura zvino.
Nzvimbo inogara vanhu kunze kwemudhuze nenzvimbo yemabhizinesi yeguta.
Kunhu kunenge kuri kudhuze kunenge kuri kure nekachinhambwe kadiki.
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03di
VerengaSwipe for the next word