Duramazwi
Zvinoreva
Kuti di di di mutsindo wezvinhu zvinenge zvichidonha kubva mudenga. Matamba aiita zvokuti di di di kuwa achizuziwa.
1

Kuti di di di kuburitsa mutsindo uchimhanya zvishoma nezvishoma.

2

Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03di-i
Kana panzvimbo pakanzi di-i panenge pane runyararo rukuru chose.
VerengaSwipe for the next word