Duramazwi
1
Kuti di di di kuburitsa mutsindo uchimhanya zvishoma nezvishoma.
Kuti di di di mutsindo wezvinhu zvinenge zvichidonha kubva mudenga. Matamba aiita zvokuti di di di kuwa achizuziwa.
Zvine chekuita
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03di di di
Kuti di di di mutsindo wezvinhu zvinenge zvichidonha kubva mudenga. Matamba aiita zvokuti di di di kuwa achizuziwa.
VerengaSwipe for the next word