KwaunobvaDuramazwiPpadyo padyo

Zvinoreva

Kana chinhu chiri padyo padyo newe chinenge chiri mufambo mudikidiki kubva pauri.

1

Zvakafanana

padhuzedhuze · pasinde sinde

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

padza

Kana mvura yapadza inenge yaita seyava kuda kunaya asi yozokona.

Verenga

Swipe for the next word