Duramazwi
Zvinoreva
Kana chinhu chakati pafafa chinenge chiri chitete chakafara, chakanyatsoenzana chisina pamwe pakazvimba nepamwe pakaserera.
1
Kana chinhu chakati pafafa chinenge chiri chitete chakafara, chakanyatsoenzana chisina pamwe pakazvimba nepamwe pakaserera.
Taira rinoiswa pauriri hwemba rinofanira kunge rakanyatsoti pafafa kuti uriri hutaridzike.
Taira chigadzirwa chidiki chakati pafafa chinoshandiswa kufukidza uriri, madziro kana denga remba.
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pafafika
Kana chinhu chakapafafika chinenge chakafara uye chakaenzana pasina pakazvimba kana kufuta kupfuura pamwe.
VerengaSwipe for the next word