KwaunobvaDuramazwiPpadyo

Zvinoreva

Kana chinhu chiri padyo chinenge chiri mufambo mudiki kubva pauri.

1

Kana chinhu chiri padyo chinenge chiri mufambo mudiki kubva pauri.

Makokonati anowanikwa kunzvimbo dziri padyo nenyanza.

Kana chinhu chiri padyo padyo newe chinenge chiri mufambo mudikidiki kubva pauri.

Datsi chirwere chemaziso chinoita kuti uone zvinhu zvinenge zviri padyo chete.

Zvakafanana

padhuze · dhuze · pasinde

Zvakasiyana

kure

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

padyo padyo

Kana chinhu chiri padyo padyo newe chinenge chiri mufambo mudikidiki kubva pauri.

Verenga

Swipe for the next word