Duramazwi · zita
kure
afar · away · distant · farther · off · remote · far
Duramazwi · zita
afar · away · distant · farther · off · remote · far
Kure inzvimbo inenge iri mufambo murefu kubva panenge pane munhu.
Kana munhu achiti kuimbwa kure anenge achireva kuti ibve paari.
Kure inzvimbo inenge iri mufambo murefu kubva panenge pane munhu.
Tinoenda kuchikoro nebhazi nokuti kure.
Pandakapinda akabva aswedera kure neni but handina hangu kuda kuita basa nazvo.
Kukitchen kwaiva naTadiwa kwaisava kure sterek zvekusanzwa kuti baba Takue vari kutaura nezvake.
Kana munhu achinzi zvake zviri kure anenge akafarawo musi iwoyo, ambosiya zvaanosiita zvokugara akavhiringana navanhu.
Kana chinhu chichinzi chinoitika nenguva iri kure chinenge chisinganyanyoitika kakawanda.
Kana munhu achiti kuimbwa kure anenge achireva kuti ibve paari.
Kure mhani. Bhoki!
Vamhofu vakadairira kure semunhu angaari kuhope.
Pachisango pacho paisava kure hapo paive pedyo.
Duramazwi
01 / 03kureba
distances
VerengaSwipe for the next word