Duramazwi
Zvinoreva
Kana mvura yapadza inenge yaita seyava kuda kunaya asi yozokona.
1
Kana mvura yapadza inenge yaita seyava kuda kunaya asi yozokona.
Mwaka wadarika uyo ndaiveza mipinyu yemapadza.
Twunowana kupi mapadza okucheresa?
Kana munda wakoforwa, isu tinenge tongoteera maraini nemapadza tichisakura pakati pechibage.
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pafafa
Kana chinhu chakati pafafa chinenge chiri chitete chakafara, chakanyatsoenzana chisina pamwe pakazvimba nepamwe pakaserera.
VerengaSwipe for the next word