KwaunobvaDuramazwiPpafafika

Duramazwi

pafafika

Zvinoreva

Kana chinhu chakapafafika chinenge chakafara uye chakaenzana pasina pakazvimba kana kufuta kupfuura pamwe.

1

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pafama

Kana munhu akati pafama anenge akarara nedumbu chiso chakatarisa pasi.

Verenga

Swipe for the next word