KwaunobvaDuramazwiPpashamara

Duramazwi

pashamara

Zvinoreva

Kana chinhu chakapashamara chinenge chakaenzana kana ukachiisa pasi, uye chi-

1

Kana chinhu chakapashamara chinenge chakaenzana kana ukachiisa pasi, uye chi-

Kana munhu achinzi ane mhuno yakapashamara, inenge isina kumira kuti twi.

Ndara inyoka hombe, ine musoro wakapashamara nemuswe mupfupi, inouraya nokumonera sezvo isina uturu.

Mamwe mazwi ane P

P

Swipe for the next word