Duramazwi
Zvinoreva
Kana imba yakapafamara denga rayo rinenge risina kunyanya kukwirira. 3 Kana chinhu chakapafamara chinenge chakafara asi chisina udzamu sezvakaita mabwe emawendefa.
Kupafavara.
Kana chinhu chakati pafarara chinenge chakaita mukwava, chisina kana divi rimwe rakatumba.

Sipedhi ifoshoro yakati pafarara kumberi kwayo.
Usanza inzvimbo yakakwirira inenge iine pamusoro pakapafarara pakaenzana.
Kupafavara.
Kana chinhu chakati pafarara chinenge chakaita mukwava, chisina kana divi rimwe rakatumba.
Chirovero chitanda chakavezwa chakapafarara rimwe divi, chinorovereswa zvikuva nouriri hwedzimba.
Hwendefa zidombo rakapafarara rinenge rakakwatuka kubva pane rimwe hombe kwairi kana kuti paruware.

Zvakafanana
-pabvama
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pafarika
Kana munhu achipafarika anenge achifamba zvisina kuti tasa, nokuda kwekuremerwa nezvaanenge akatakura.
VerengaSwipe for the next word