KwaunobvaDuramazwiPpafarika

Duramazwi

pafarika

-dzadzari ka

Zvinoreva

Kana munhu achipafarika anenge achifamba zvisina kuti tasa, nokuda kwekuremerwa nezvaanenge akatakura.

1

Zvakafanana

-dzadzari ka

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pafavara

Kana chinhu chakapafavara chinenge chakafara uye chiine mativi maviri asi pasina rakatumba.

Verenga

Swipe for the next word