KwaunobvaDuramazwiPpafamara

Duramazwi

pafamara

Zvinoreva

Munhu anoziva kunyengera vamwe muupenyu.

Kufara kwechinhu chakaderera chisina kudzama.

1

Chikwasvo idanda rakapafamara mberi kwaro, rinoshandiswa pakufambisa igwa mumvura.

Mazinga ndezvakapafamara zvinovakwa nenyuchi kuti dzichengetere uchi hwadzo.

Chiparo mudziyo wakapafamara unobatika muchanza uchishandiswa kukwengesa makoko mupoto.

2

3

Kana chinhu chakapafamara chinenge chakakombama pakati nokuda kwe-

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pafarara

Kana imba yakapafamara denga rayo rinenge risina kunyanya kukwirira. 3 Kana chinhu chakapafamara chinenge chakafara asi chisina udzamu sezvakaita mabwe emawendefa.

Verenga

Swipe for the next word