Duramazwi
Zvinoreva
Kana chinhu chapwashama chinenge chadzvanyidzirwa zvokuti chinenge chava bape.
1
Kana chinhu chapwashama chinenge chadzvanyidzirwa zvokuti chinenge chava bape.
Pakatsikwa ndanga nengoro rakabva rapwashama.
Bape chinhu chese chinenge chakapwashama chichitaridzika seshizha kana sebepa.
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pwashamara
Kupwashamara kubofoka-bofoka, sezvinoita gaba radzvanyirirwa.
VerengaSwipe for the next word