Duramazwi
Zvinoreva
Kubwodoka.
1
Kubwodoka.
Kuti pfa pfa pfa kupwapwatika kwechinhu kana chaiswa mumafuta anopisa.
Kupwapwatika kuputika kwenyama iri pachoto inenge yotsva.
2
Kupwapwatika kuputika kwenyama iri pachoto inenge yotsva.
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pwapwatisa
Kupwapwatisa kubika zvinhu mumafuta zvichiita karuzha kekuputika kemafuta.
VerengaSwipe for the next word