Duramazwi
Zvinoreva
Kutywatywatidza kukanga-kanga nyama kana humwe usavi pamoto.
1

Kutywatywatidza kupukuta zvinhu zvakaoma semashizha, zvokuti anenge achiita ruzha.

2

Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tywatywatika
Kutywatywatika kutsengeka kunoita kudya kwakaita senzungu, kana mabhonzo enyama akapfava.
VerengaSwipe for the next word