Duramazwi
Zvinoreva
Kuti tywanyu kupwanya-pwanya nemazino nyama yakanyorovera seyechiropa.
1

Kuti tywatywanyu tywatywanyu kutsenga zvinhu zvakaita semabhonzo zvine ruzha, sezvinoita mhuka dzemusango.
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tywatywanyu tywatywanyu
Kuti tywatywanyu tywatywanyu kutsenga zvinhu zvakaita semabhonzo zvine ruzha, sezvinoita mhuka dzemusango.
VerengaSwipe for the next word