Duramazwi
Zvinoreva
Kuti pwapwanyu kubanda mapfupa enyama.
1
Kuti pwapwanyu kubanda mapfupa enyama.
Imbwa yainyatsoti zvayo pwapwanyu mabhonzo ayo iri pasi pehozi.
Kuti pwapwanyu kubanda mapfupa enyama.
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pwapwanyura
Kupwapwanyura mapfupa kuatsenga zvinenge zvichiita karuzha.
VerengaSwipe for the next word