KwaunobvaDuramazwiPpwanya-pwanya

Duramazwi

pwanya-pwanya

Zvinoreva

Kupwanya-pwanya chinhu kuchigura kana kurova zvekuti panosara pasisina chiripo, uchichiita tuzvidimbu tuzvidimbu.

1

Kupwanya-pwanya chinhu kuchigura kana kurova zvekuti panosara pasisina chiripo, uchichiita tuzvidimbu tuzvidimbu.

Ndakapwanya-pwanya matombo ndichida kuti aburitse kongiri yekuvakisa imba yangu.

Mamwe mazwi ane P

P

Swipe for the next word