KwaunobvaDuramazwiPpapfupi

Duramazwi

papfupi

Zvinoreva

Tinoshandisa papfupi kuratidza kuti hapana mutunhu murefu kubva pamutauri kusvika panzvimbo iri kutaurwa nezvayo.

1

Patiri kuenda papfupi chaizvo zvokuti tinosvika manje manje.

Tinoshandisa papfupi kuratidza kuti hapana mutunhu murefu kubva pamutauri kusvika panzvimbo iri kutaurwa nezvayo.

2

Kana uchitaura nepapfupi unenge uchiita zvokudimbudzira, usingawanzi mazwi.

Mamwe mazwi ane P

P

Swipe for the next word