KwaunobvaDuramazwiPpadhuzedhuze

Duramazwi · zita

padhuzedhuze

Zvinoreva

Padyo padyo.

1

Padyo padyo.

Kana mbwa yakasona shuro inenge ichiidzingirira iri padhuzedhuze nayo.

Dahwa ishiri yakatsvukuruka inofamba usiku, inoti kana ari masikati ikabhururuswa inomhara padhuzedhuze nepayabva.

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

padu

Kana chinhu chati padu chinenge chatsemuka, kazhinji nokuda kwekuzarisa.

Verenga

Swipe for the next word