KwaunobvaDuramazwiNnokuda

Duramazwi

nokuda

behalf · sake

Zvinoreva

Tinoshandisa nokuda kureva kuti nepamusa-

1

Tinoshandisa nokuda kureva kuti nepamusa-

Ukanyatsoongorora uchaona kuti vanhu vave kurasa unhu nokuda kwezvikonzero zvakawanda.

Nokuda kwetekinoroji yavako munyika mifananidzo yakasiyana-siyana inowanikwa nyorenyore.

Kana vanhu vaisafambidzana vanogona kutotanga kufambidzana nokuda kwehama inenge yavasiya.

Mamwe mazwi ane N

N

Swipe for the next word