KwaunobvaDuramazwiNnokora

Duramazwi

nokora

Zvinoreva

Kunokora kutora zvinhu nechanza cheruoko.

1

Kunokora kutora zvinhu nechanza cheruoko.

Njuza idoro rakasimba rinokora, kazhinji rinenge ratora mazuva manomwe kuribika.

Kuvheredzera munyu mumuriwo kuunokora neminwe nekuudonhedzera zvishoma nezvishoma.

Kukamura kutsaura, kana kupatsanura, kana kunokora zvinhu uchizvibvisa pane zvimwe.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

noku

Noku kufa kweinjini apo inonzikwa yava kurira kuti kokoko-ko.

Verenga

Swipe for the next word