Kwaunobva/Duramazwi/N/noko
Duramazwi
Kuti noko kutora zvinhu nechanza cheruoko.
nokora
Kunokora kutora zvinhu nechanza cheruoko.
noku
Noku kufa kweinjini apo inonzikwa yava kurira kuti kokoko-ko.
nokuda
behalf
Swipe for the next word