KwaunobvaDuramazwiNnoka

Duramazwi

noka

-gogodza

Zvinoreva

Kunoka kurova pamusiwo kuti uvhurirwe nevari mukati.

1

Kunoka kurova pamusiwo kuti uvhurirwe nevari mukati.

Mujoni akanoka pagonhi nenjombo zvaityisa.

Kuti rudzu kushozho-noka uchidzokera kwawabva.

Kunoka kufa kunoita injini, kunonzwikwa nekurira kwainenge yoita ichiti kokokoko.

2

Kunoka kufa kunoita injini, kunonzwikwa nekurira kwainenge yoita ichiti kokokoko.

Zvakafanana

-gogodza

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

noko

Kuti noko kutora zvinhu nechanza cheruoko.

Verenga

Swipe for the next word