Duramazwi
Zvinoreva
pasisina kana kanzvimbo kokuisa zvimwe.
Kudzemura.
Kupamura kupatsanura zvinhu zvakawanda zvinenge zvakavhengana, uchiti zvimwe woisa apa, zvimwe apa.
pasisina kana kanzvimbo kokuisa zvimwe.
Kana munhu achikubvura sadza anenge achiripamura-pamura, achiwedzera upfu kuti rikore.
Kugwanzura kupamura sezvakaita danda hombe, kana kubvisa kapenga keganda romuti.
Kupamura kukonzera kuti deko rechinhu chakaita senzungu ritsemuke kuti ugotora zviri mukati.
Kupamudza kutswa mbeswa dzakaita somupunga muduri.
Kudzemura.
Kana munhu achikubvura sadza anenge achiripamura-pamura, achiwedzera upfu kuti rikore.
Kupamura kukonzera kuti deko rechinhu chakaita senzungu ritsemuke kuti ugotora zviri mukati.
Kupamura kurova munhu kana chimwewo chinhu nembama zvakasimba.
Kupamura kupatsanura zvinhu zvakawanda zvinenge zvakavhengana, uchiti zvimwe woisa apa, zvimwe apa.
Kupamura kukonzera kuti deko rechinhu chakaita senzungu ritsemuke kuti ugotora zviri mukati.
Kupamura kurova munhu kana chimwewo chinhu nembama zvakasimba.
Kupamura kupatsanura zvinhu zvakawanda zvinenge zvakavhengana, uchiti zvimwe woisa apa, zvimwe apa.
Kupamura kurova munhu kana chimwewo chinhu nembama zvakasimba.
Kupamura kukonzera kuti deko rechinhu chakaita senzungu ritsemuke kuti ugotora zviri mukati.
Zvakafanana
-kabura
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pamurirana
Kupamurirana kugovana zvinhu muzvikamu zvakaenzana.
VerengaSwipe for the next word