KwaunobvaDuramazwiPpamu

Zvinoreva

Kuti pamu kuzara kwemudziyo kusvika pamuromo.

Kuti pamu kurova munhu nembama zvakasimba.

1

Kana wakungurutsa dombo mugomo une- nge waita kuti ridonhe kubva pamu- soro richidzika pasi.

Kuti pamu ruzha runoitwa nezvinhu zvinenge zvichitswiwa muduri.

Kana mudziyo wakati kuti pamu pamu unenge wakazara zvikuru, zvekuti hapana chimwe chinozokwana kupinda mauri.

2

3

Zvakafanana

pwadu

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pamu pamu

Kana mudziyo wakati kuti pamu pamu unenge wakazara zvikuru, zvekuti hapana chimwe chinozokwana kupinda mauri.

Verenga

Swipe for the next word