Duramazwi
Zvinoreva
Kuti kwazhamu kurova munhu kumeso kana musoro nembama inorwadza chaizvo.
1

Kuti kwazhamu kurova mashizha kana michero iri mumuti nemaponza kana matanda kuti zvidonhe pasi.
2

Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kwazhamura
Kukwazhamura kurova mashizha kana michero iri mumuti nemaponza kana matanda kuti idonhe pasi.
VerengaSwipe for the next word