Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kana poto ichinzi iri pamoto zvinoreva kuti panenge paine zvinenge zviri kubikwa mukati mayo.
1
Kana poto ichinzi iri pamoto zvinoreva kuti panenge paine zvinenge zviri kubikwa mukati mayo.
Hezvo, mava kuenda nenzara? Tatoisa poto pamoto wani.
Shambakodzi iri pamoto, asi pamwe handiridyi!
Ngoma dzainge dzakanikwa pamoto.
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pamoyo
Munhu anozivikanwa nenzira ye- (something dear to the heart).
VerengaSwipe for the next word