KwaunobvaDuramazwiPpamira

Duramazwi

pamira

Zvinoreva

Kudzikama.

1

Kudzikama.

Kuti suku kuregedza chinhu changa chakambobatwa kana kusungirwa. Kana imbwa iyi ndikaiti suku, hapana anopamira ipapo.

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pamoto

Kana poto ichinzi iri pamoto zvinoreva kuti panenge paine zvinenge zviri kubikwa mukati mayo.

Verenga

Swipe for the next word