KwaunobvaDuramazwiNnetseka

Duramazwi

netseka

-netsekana-kakaseka

Zvinoreva

Kunetseka kutambudzwa nechimwe chinhu.

1

Kunetseka kutambudzwa nechimwe chinhu.

Ndanetseka neziso rangu riri kuramba richirwadza.

Bhudhi vake vakanetseka ndokutombouya,( vaisa gara vose) kwave kusanganidzana naBaTakue.

Munamate nguva dzose dzamunonzwa kunetseka handiti wanzai minamato.

2

Kunetseka kuita dambudziko rinokushayisa rufaro.

Zvakafanana

-netsekana · -kakaseka

Mamwe mazwi ane N

N

Swipe for the next word