Duramazwi · chiito
tambudzika
suffer
Duramazwi · chiito
suffer
Kana munhu achitambudzika anenge achishaya zvinomubetsera, zvingava zvokudya, zvokupfeka kana pokugara pakatsarukana.
Kana munhu achitambudzika anenge achishaya zvinomubetsera, zvingava zvokudya, zvokupfeka kana pokugara pakatsarukana.
Noku aive nemuviri muhombe kune wangu saka ndakakotambudzika chaiko nekumuburutsa.
Mbuya Mhofu vakarwadziwa nekutambudzika kwaMai Tanaka.
Kana uchitambudzika unenge une pfungwa dzinoramba dziri mumusoro mako, uchishaya kuti woita sei.
Vavakidzini vedu vanotambudzika nenyaya yokurwarirwa navana.
-tamburuka · -tamburika
Duramazwi
01 / 03tambura
suffer
VerengaSwipe for the next word