KwaunobvaDuramazwiSshushikana

Duramazwi

shushikana

worried

Zvinoreva

Kushushikana kunetseka kana kutambudzika mupfungwa.

1

Kushushikana kunetseka kana kutambudzika mupfungwa.

Tadiwa aishushikana zvisingaite zvekuti akatuka zuva raakaberekwa.

Face yavo yairatidza kushushikana zvakanyanyisa.

2

Kana uchishushikana unenge une zvinhu zvinokunetsa pamwoyo wako.

Kurwara komwana kwakaita kuti vabereki vake vashushikane.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

shushira

Kana munhu achishushira anenge achivharidzira nehasha zvakaipa zvaaita kuti zvisataurwa nezvazvo.

Verenga

Swipe for the next word