KwaunobvaDuramazwiSshusha

Duramazwi

shusha

persecute

Zvinoreva

Kana munhu achishusha, anenge achinetsa nokutambudza mumwe, achida kuitirwa zvaanoda iye.

1

Kana munhu achishusha, anenge achinetsa nokutambudza mumwe, achida kuitirwa zvaanoda iye.

Murume wokushusha uya akazotiziwa nomukadzi wake.

Dambudzo inyaya inenge ichikushusha mumwoyo mako, zvokuti haukwanisi kuwana rufaro.

2

Kana chimwe chinhu chichikushusha chinenge chichiramba chichidzoka mupfungwa mako chichikuvhiringa.

Mamwe mazwi ane S

S

Swipe for the next word