KwaunobvaDuramazwiHhomwe

Zvinoreva

Homwe isamba kana kuti bhegi rokuisira zvinhu.

1

Homwe isamba kana kuti bhegi rokuisira zvinhu.

Munhu ane utsuta anofa nenzara homwe dzizere mari.

Zitete munhukadzi anenge ari mbonga inenge iri homwe yemudzimu mukuru wemusha.

2

Homwe ndiyo mari inenge iripo kana kuti yasara.

Homwe yesangano redu yadzikira chaizvo.

3

Homwe munhu anosvikirwa nomudzimu.

Zvakafanana

hombodo · mbudu · nyede · chikwama · svikiro

Mamwe mazwi ane H

H

Swipe for the next word