KwaunobvaDuramazwiRrwaivhi

Duramazwi · zita

rwaivhi

mandishaya

Zvinoreva

Rwaivhi kapuka kanofamba zvishoma kachiita zvekusikiza uye kachishandura ruvara rwako zvinoenderana nepakanenge kari, kuti kasakurumidze kuonekwa. Rwaivhi runofarira kudya tupuka tudiki, twarunobata nerurimi rwarwo rwunotatamuka.

1

Kana chinhu chichinanaira chinenge chichifamba zvishomashoma, sezvinoita rwaivhi.

Kana rwaivhi rwapinduka ruvara rwunenge rwasandura ruvara rwarwo.

Kuti nai nai kufamba zvishoma zvishoma sezvinoita rwaivhi.

Mwana wa

mandishaya

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rwama

Rwama imhando youswa hunotanda uye hunoita midzi mirefu.

Verenga

Swipe for the next word