KwaunobvaDuramazwiMmaenzanise

Duramazwi · zita

maenzanise

Zvinoreva

Kana munhu achinzi ndimaenzanise anenge ane unyanzvi hwokutonga zvinogutsa, uye zvinoita kuti vanenge vatadzirana vagone kuregererana.

1

Uyu munhu anoyananisa vanhu vanenge vapokana pamusoro pechimwe chinhu. Mutongigava ndimaenzanise.

Kana munhu achinzi ndimaenzanise anenge ane unyanzvi hwokutonga zvinogutsa, uye zvinoita kuti vanenge vatadzirana vagone kuregererana.

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word