Duramazwi · zita
Zvinoreva
Madzimure izita rinopiwa munhu anenge achizivikanirwa pamusana pokugadzirisa vanhu vanenge vakonana, votopopotedzana kana kurwa.
1

Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03madzinza
Madzinza maitiro anowanikwa nemunhu kubva kune vabereki kana kuti vabereki vevabereki. Musikana uyu akatora madzinza aambuya vake avo vairoya.
VerengaSwipe for the next word