KwaunobvaDuramazwiMmadzinza

Duramazwi · zita

madzinza

Zvinoreva

Madzinza maitiro anowanikwa nemunhu kubva kune vabereki kana kuti vabereki vevabereki. Musikana uyu akatora madzinza aambuya vake avo vairoya.

1

Madzinza maitiro anowanikwa nemunhu kubva kune vabereki kana kuti vabereki vevabereki. Musikana uyu akatora madzinza aambuya vake avo vairoya.

Kana munhu ari hama yeropa yemumwe vanenge vaine hukama hunobva kumadzinza mamwe chete.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

madzira

Madzira tutambo tutetetete tunotevedza kunokura kuchienda muchero, kanozoti kana woudya tunopfakama pakati pemazino.

Verenga

Swipe for the next word