Duramazwi01 / 03madzimoMadzimo matavi emiti manyoro kana chimwe chinhu chinoshandiswa kudzima moto wemudondo.Verenga→
Duramazwi02 / 03madzimureMadzimure izita rinopiwa munhu anenge achizivikanirwa pamusana pokugadzirisa vanhu vanenge vakonana, votopopotedzana kana kurwa.Verenga→
Duramazwi03 / 03madzinzaMadzinza maitiro anowanikwa nemunhu kubva kune vabereki kana kuti vabereki vevabereki. Musikana uyu akatora madzinza aambuya vake avo vairoya.Verenga→